Chiziviso

Pamusoroyi vanyere dzimba dzenyu ndedzidzi Masawu, Rondozai,Hambira,Nyakurimwa,Ngwende,Sarupinda,Mutetwa,Chaukura,Chamburuka,Chademwiiri,Nemaunga,Saruwaka,Dzirutsa,Nhunama,Mutseekwa,Samaringa,Manyonho,Guramhanga,Chidzinzwa,Chikuse,Kunhai,Chemvura,Nyamusakura,Mutseekwa,Tisingakanganwe vana Mureyani varikwaChitakatira tisutisu.Chemvura kana ndisingakanganisi ndi ishemvura kwete chemvura.Vasina kupindaapa handina kuurasayi madowe takawandisa tiyeuchidzeyiwo tikunyoreyiwo.Ndidzodzimba dzedzimbahwe kurwenze kwaMuponda vanemibvunzo ngatibvunzane handisiini ndoga ndinokupindurayi takawanda.Ini vangu mubvunzo ndeuyu nzinza redureunyere kanatafa tinowigwa takatarisiswa kupi nokuti hatingoradzikwe zvakafanana nevamwe?Mwazvita henyu vanakwerera vanagochayi kazwirire varidowe kwamuponda.

Comments

Post a Comment